Johane 17:22-23
Johane 17:22-23 SUB1949
Neni ndakaʋapa kubginya kwamakandipa; kuti ʋaʋe ʋamŋe, sesu tiri ʋamŋe; ini maʋari, nemi mandiri, ʋakwaniswe kuʋa ʋamŋe; kuti nyika iziʋe kuti makandituma, ʋuye kuti makaʋaɗa, seɀamakandiɗa ini.