Isaya 52:7
Isaya 52:7 SUB1949
Dzakanaka sei pamsoro pamakomo tsoka dzounoʋuya namashoko akanaka, unoparidza rugare, unoʋuya namashoko akanaka eɀinhu ɀakanaka, unoparidza ruponeso, unoti kuZioni: Mŋari wako unoɓata ʋushe!