Maɓasa Aʋaapostora 5:38-39
Maɓasa Aʋaapostora 5:38-39 SUB1949
Ɀino ndinoti kwamuri: Musaɓata ʋanhu aʋa, muʋarege, nokuti kana kufuŋga uku neɓasa iri ɀiri ɀaʋanhu, ɀicaparadzwa. Asi kana ɀiri ɀaMŋari, hamuŋgagoni kuɀiparadza; kuti ɀimŋe muŋgaɗai mucirwa naMŋari ʋo.