Maɓasa Aʋaapostora 27:23-24
Maɓasa Aʋaapostora 27:23-24 SUB1949
Nokuti ʋusiku bguno mutumŋa waMŋari, wandiri wake, nowandinoshumira ʋo, wakamira neni, akati: Pauro, usatya; unofanira kumira pamberi paKesari; tarira, Mŋari wakakupa ʋose ʋanofamba newe mucikepe.