Maɓasa Aʋaapostora 26:16
Maɓasa Aʋaapostora 26:16 SUB1949
Asi simuka, umire namakumbo ako; nokuti ndaɀiratidza kwauri neɀiɀi, kuti ndikuite munyai necapupu ceɀawakaʋona, neɀandicaɀiratidza naɀo kwauri