Maɓasa Aʋaapostora 24:25
Maɓasa Aʋaapostora 24:25 SUB1949
Ɀino wakati acitaura ɀokururama, nokuɀidzora, nokutoŋga kunoʋuya, Feriksi akatya ɀikuru, akapindura, akati: Enda hako ɀino; kana ndikazoʋa neŋguʋa yakanaka, ndicakuɗana.