Maɓasa Aʋaapostora 2:44-45
Maɓasa Aʋaapostora 2:44-45 SUB1949
Naʋaitenda ʋose, ʋaiʋa pamŋe cete, ʋakati ɀinhu ɀose ndeɀaʋose; ʋakateŋgesa fuma yaʋo nenhumbi, ʋakagoʋana naʋose, mumŋe nomumŋe paakashaiwa napo.