Maɓasa Aʋaapostora 15:8-9
Maɓasa Aʋaapostora 15:8-9 SUB1949
Ɀino Mŋari, muziʋi womŋoyo, wakaʋapupurira, akaʋapa Mŋeya Mutȿene sesu; haanakutsaura pakati peɗu naʋo, ɀaakanatsa mŋoyo yaʋo nokutenda.