1
Mapisarema 86:11
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Haiwa Jehovha, ndidzidzisei nzira yenyu, uye ndichafamba muzvokwadi yenyu; ndipei mwoyo mumwe, kuti ndigotya zita renyu.
Compare
Explore Mapisarema 86:11
2
Mapisarema 86:5
Imi munokanganwira uye makanaka, imi Ishe, muzere norudo kuna vose vanodana kwamuri.
Explore Mapisarema 86:5
3
Mapisarema 86:15
Asi, imi Ishe, mune tsitsi uye muri Mwari ane nyasha, anononoka kutsamwa, azere norudo nokutendeka.
Explore Mapisarema 86:15
4
Mapisarema 86:12
Ndichakurumbidzai, imi Ishe Mwari wangu, nomwoyo wangu wose; ndicharumbidza zita renyu nokusingaperi.
Explore Mapisarema 86:12
5
Mapisarema 86:7
Ndichadana kwamuri pazuva rokutambudzika kwangu, nokuti muchandipindura.
Explore Mapisarema 86:7
Home
Bible
Plans
Videos