1
Mapisarema 8:4
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
munhu chiiko zvamunomufunga, kana mwanakomana womunhu zvamune hanya naye?
Compare
Explore Mapisarema 8:4
2
Mapisarema 8:3
Kana ndichifunga nezvamatenga enyu, iro basa reminwe yenyu, mwedzi nenyeredzi, zvamakarongedza panzvimbo yazvo
Explore Mapisarema 8:3
3
Mapisarema 8:5-6
Makamuita muduku zvishoma pana Mwari, uye mukamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa. Makamuita mutongi pamusoro pebasa ramaoko enyu; mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake
Explore Mapisarema 8:5-6
4
Mapisarema 8:9
Haiwa Jehovha, Ishe wedu, zita renyu rakaisvonaka sei panyika yose!
Explore Mapisarema 8:9
5
Mapisarema 8:1
Haiwa Jehovha, Ishe wedu, zita renyu rakaisvonaka sei panyika yose! Makaisa kubwinya kwenyu kudenga kumusoro.
Explore Mapisarema 8:1
Home
Bible
Plans
Videos