1
Mapisarema 71:5
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Nokuti muri tariro yangu, imi Ishe Jehovha, ndakavimba nemi kubva pauduku hwangu.
Compare
Explore Mapisarema 71:5
2
Mapisarema 71:3
Ivai bako rangu rokuvanda kwandingaramba ndichienda; rayirai kuti ndiponeswe, nokuti ndimi dombo rangu nenhare yangu.
Explore Mapisarema 71:3
3
Mapisarema 71:14
Asi kana ndirini, ndichagara ndine tariro; ndicharamba ndichikurumbidzai zvakanyanya.
Explore Mapisarema 71:14
4
Mapisarema 71:1
Ndinovanda mamuri, imi Jehovha; ngandirege kutongonyadziswa.
Explore Mapisarema 71:1
5
Mapisarema 71:8
Muromo wangu uzere nerumbidzo yenyu, ndinoparidza kubwinya kwenyu zuva rose.
Explore Mapisarema 71:8
6
Mapisarema 71:15
Muromo wangu uchareva zvokururama kwenyu, nezvoruponeso rwenyu zuva rose, kunyange ndisingazivi chiyero charwo.
Explore Mapisarema 71:15
Home
Bible
Plans
Videos