1
Mapisarema 4:8
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Ndichavata pasi ndigokotsira norugare, nokuti imi moga, Jehovha, munoita kuti ndigare pakasimba.
Compare
Explore Mapisarema 4:8
2
Mapisarema 4:4
Pakutsamwa kwenyu, regai kutadza; pamunenge muri pamibhedha yenyu, nzverai mwoyo yenyu uye munyarare. Sera
Explore Mapisarema 4:4
3
Mapisarema 4:1
Ndipindurei pandinodana kwamuri, imi Mwari wangu makarurama. Ndisunungurei pakutambudzika kwangu; ndinzwirei ngoni uye munzwe munyengetero wangu.
Explore Mapisarema 4:1
Home
Bible
Plans
Videos