1
Mapisarema 35:1
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Haiwa Jehovha, kakavadzanai navanokakavadzana neni; rwisai avo vanondirwisa.
Compare
Explore Mapisarema 35:1
2
Mapisarema 35:27
Vose vanofarira kururamisirwa kwangu ngavapembere nomufaro nokufarisisa; ngavarambe vachiti, “Jehovha ngaakudzwe, iye anofarira kugara zvakanaka kwavaranda vake.”
Explore Mapisarema 35:27
3
Mapisarema 35:28
Rurimi rwangu ruchataura zvokururama kwenyu, uye nezvokurumbidzwa kwenyu zuva rose.
Explore Mapisarema 35:28
4
Mapisarema 35:10
Zvandiri zvose zvichadanidzira zvichiti: “Ndianiko akaita semi, Jehovha? Munonunura varombo kubva kuna avo vane simba kupinda ravo.”
Explore Mapisarema 35:10
Home
Bible
Plans
Videos