1
Mapisarema 32:8
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Ndichakurairidza uye ndichakudzidzisa nzira yaunofanira kufamba nayo; ndichakupa zano uye ndichakurinda.
Compare
Explore Mapisarema 32:8
2
Mapisarema 32:7
Ndimi nzvimbo yangu yokuvanda; muchandidzivirira panhamo uye muchandipoteredza nenziyo dzorusununguko. Sera
Explore Mapisarema 32:7
3
Mapisarema 32:5
Ipapo ndakazivisa chivi changu kwamuri uye handina kuvanza chakaipa changu. Ndakati, “Ndichareurura kudarika kwangu kuna Jehovha,” uye makandiregerera mhosva yechivi changu. Sera
Explore Mapisarema 32:5
4
Mapisarema 32:1
Akaropafadzwa uyo akakanganwirwa kudarika kwake, akafukidzirwa zvivi zvake.
Explore Mapisarema 32:1
5
Mapisarema 32:2
Akaropafadzwa munhu asingaverengerwi zvivi zvake naJehovha, uye asina kunyengera mumwoyo make.
Explore Mapisarema 32:2
6
Mapisarema 32:6
Naizvozvo vose vanoda Mwari ngavanyengetere kwamuri muchiri kuwanikwa; zvirokwazvo mvura zhinji ine simba painokwira, haingasviki kwavari.
Explore Mapisarema 32:6
Home
Bible
Plans
Videos