1
Mapisarema 140:13
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Zvirokwazvo vakarurama vacharumbidza zita renyu, uye vakarurama vachagara pamberi penyu.
Compare
Explore Mapisarema 140:13
2
Mapisarema 140:1-2
Ndirwirei, imi Jehovha, pavanhu vakaipa; ndidzivirirei pavanhu vanoita nechisimba. Ivo vanofunga urongwa hwakaipa mumwoyo yavo, uye vanomutsa hondo mazuva ose.
Explore Mapisarema 140:1-2
3
Mapisarema 140:12
Ndinoziva kuti Jehovha akachengetera varombo kururamisirwa kwavo, uye anotsigira vanoshayiwa pamhaka dzavo.
Explore Mapisarema 140:12
4
Mapisarema 140:4
Ndichengetei, imi Jehovha, kubva mumaoko avakaipa; ndidzivirirei pavanhu vanoita nechisimba vanoronga kupinga tsoka dzangu.
Explore Mapisarema 140:4
Home
Bible
Plans
Videos