1
Mapisarema 12:6
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Uye mashoko aJehovha haana chaangapomerwa, sesirivha yakacheneswa muchoto chevhu, yakanatswa kanomwe.
Compare
Explore Mapisarema 12:6
2
Mapisarema 12:7
Imi Jehovha, muchatichengeta murugare uye muchatidzivirira kubva kuvanhu vakadai nokusingaperi.
Explore Mapisarema 12:7
3
Mapisarema 12:5
“Nokuda kwokumanikidzwa kwavasina simba nokugomera kwavarombo, ndichasimuka zvino,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndichavadzivirira kuna avo vanovaparadza.”
Explore Mapisarema 12:5
Home
Bible
Plans
Videos