1
Mapisarema 118:24
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Iri ndiro zuva rakaitwa naJehovha; ngatifarei kwazvo tifarisise mariri.
Compare
Explore Mapisarema 118:24
2
Mapisarema 118:6
Jehovha aneni; handingatyi. Munhu angandiiteiko?
Explore Mapisarema 118:6
3
Mapisarema 118:8
Zviri nani kutizira kuna Jehovha pano kuvimba nomunhu.
Explore Mapisarema 118:8
4
Mapisarema 118:5
Mukurwadziwa kwangu ndakadana kuna Jehovha, uye akandipindura nokundisunungura.
Explore Mapisarema 118:5
5
Mapisarema 118:29
Vongai Jehovha, nokuti akanaka; rudo rwake runogara nokusingaperi.
Explore Mapisarema 118:29
6
Mapisarema 118:1
Explore Mapisarema 118:1
7
Mapisarema 118:14
Jehovha ndiye simba rangu norwiyo rwangu; ndiye ava ruponeso rwangu.
Explore Mapisarema 118:14
8
Mapisarema 118:9
Zviri nani kutizira kuna Jehovha pano kuvimba namachinda.
Explore Mapisarema 118:9
9
Mapisarema 118:22
Dombo rakarambwa navavaki ndiro rakazova musoro wekona
Explore Mapisarema 118:22
Home
Bible
Plans
Videos