1
Zvirevo 9:10
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
“Kutya Jehovha ndiwo mavambo ouchenjeri, uye kuziva Iye Mutsvene ndiko kunzwisisa.
Compare
Explore Zvirevo 9:10
2
Zvirevo 9:8
Usatsiura mudadi kuti arege kukuvenga; tsiura munhu akachenjera uye achakuda.
Explore Zvirevo 9:8
3
Zvirevo 9:9
Rayira munhu akachenjera uye achawedzera uchenjeri hwake; dzidzisa munhu akarurama uye achawedzera kudzidza kwake.
Explore Zvirevo 9:9
4
Zvirevo 9:11
Nokuti neni mazuva ako achava mazhinji, uye makore achawedzerwa kuupenyu hwako.
Explore Zvirevo 9:11
5
Zvirevo 9:7
“Ani naani anorayira mudadi anozvitsvakira kutukwa; ani naani anotsiura munhu akaipa anozviwanira kutukwa.
Explore Zvirevo 9:7
Home
Bible
Plans
Videos