1
Zvirevo 27:17
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Simbi inorodza simbi, saizvozvowo mumwe munhu anorodza mumwe.
Compare
Explore Zvirevo 27:17
2
Zvirevo 27:1
Usazvirumbidza pamusoro pezuva ramangwana, nokuti hauzivi zvingauyiswa nezuva.
Explore Zvirevo 27:1
3
Zvirevo 27:6
Maronda okukuvadzwa neshamwari anogamuchirika, asi kutsvoda kwomuvengi kunonyengera.
Explore Zvirevo 27:6
4
Zvirevo 27:19
Sezvo mvura ichiratidza chiso, saizvozvowo mwoyo womunhu unoratidza munhu.
Explore Zvirevo 27:19
5
Zvirevo 27:2
Rega mumwe akurumbidze, kwete muromo wako; mumwe munhuwo zvake, kwete miromo yako iwe.
Explore Zvirevo 27:2
6
Zvirevo 27:5
Kutsiurwa pachena kuri nani pane rudo rwakavanzika.
Explore Zvirevo 27:5
7
Zvirevo 27:15
Mudzimai anokakavara akafanana nemvura inoramba ichidonha-donha mushure mokunge kwanaya
Explore Zvirevo 27:15
Home
Bible
Plans
Videos