1
Ruka 13:24
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
“Rwisai chaizvo kuti mupinde napasuo rakamanikana, nokuti ndinoti vazhinji vachaedza kupinda asi havangagoni.
Compare
Explore Ruka 13:24
2
Ruka 13:11-12
uye ipapo pakanga pano mukadzi aiva akaremadzwa nomweya wakaipa kwamakore gumi namasere. Musana wake wakanga wakakokonyara uye akanga asingagoni zvachose kutwasuka. Jesu akati amuona, akamudana kuti auye mberi akati kwaari, “Mai, masunungurwa pachirwere chenyu.”
Explore Ruka 13:11-12
3
Ruka 13:13
Ipapo akaisa maoko ake pamusoro wake, pakarepo musana wake ukatwasanuka akarumbidza Mwari.
Explore Ruka 13:13
4
Ruka 13:30
Zvirokwazvo, varipo vaya vokupedzisira vachazova vokutanga, uye vokutanga vachazova vokupedzisira.”
Explore Ruka 13:30
5
Ruka 13:25
Muridzi wemba akangodzimara asimuka akapfiga mukova, imi muchamira kunze muchigogodza uye muchiteterera, muchiti, ‘Ishe, tizarurireiwo mukova.’ “Asi achapindura achiti, ‘Handikuzivei, kana kwamunobva.’
Explore Ruka 13:25
6
Ruka 13:5
Ndinokuudzai kuti kwete! Asi kana musingatendeuki, nemiwo mose muchaparara.”
Explore Ruka 13:5
7
Ruka 13:27
“Asi iye achati, ‘Handikuzivei, kana kwamunobva. Ibvai kwandiri, imi mose vaiti vezvakaipa!’
Explore Ruka 13:27
8
Ruka 13:18-19
Ipapo Jesu akavabvunza achiti, “Umambo hwaMwari hwakaita seiko? Ndingahuenzanisa neiko? Hwakaita setsanga yemasitadhi, yakatorwa nomunhu akandoisima mubindu rake. Yakakura ikava muti mukuru, uye shiri dzedenga dzakauya dzikamhara mumatavi awo.”
Explore Ruka 13:18-19
Home
Bible
Plans
Videos