1
Revhitiko 20:13
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
“ ‘Kana mumwe akavata nomurume seanovata nomukadzi vose vari vaviri vaita zvinonyangadza. Vanofanira kuurayiwa. Ropa ravo richava pamusoro pavo.
Compare
Explore Revhitiko 20:13
2
Revhitiko 20:7
“ ‘Zvitsaurei mugove vatsvene nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
Explore Revhitiko 20:7
3
Revhitiko 20:26
Munofanira kuva vatsvene kwandiri nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene. Ndakakutsaurai kubva kundudzi kuti muve vangu ndoga.
Explore Revhitiko 20:26
4
Revhitiko 20:8
Chengetai mitemo yangu mugoitevera. Ndini Jehovha anokuitai vatsvene.
Explore Revhitiko 20:8
Home
Bible
Plans
Videos