1
Revhitiko 18:22
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
“ ‘Usavata nomurume somurume anovata nomukadzi; zvinonyangadza.
Compare
Explore Revhitiko 18:22
2
Revhitiko 18:23
“ ‘Usasangana nemhuka uye ugozvisvibisa nayo. Mukadzi haafaniri kuzvipa kumhuka kuti asangane nayo; uku kunyangadza kukuru.
Explore Revhitiko 18:23
3
Revhitiko 18:21
“ ‘Usapa ani zvake pakati pavana vako kuti vabayirwe kuna Moreki nokuti haufaniri kumhura zita raJehovha. Ndini Jehovha.
Explore Revhitiko 18:21
Home
Bible
Plans
Videos