1
Vatongi 4:4
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Dhibhora, muprofitakadzi, mukadzi waRapidhoti, akanga achitungamirira vaIsraeri panguva iyoyo.
Compare
Explore Vatongi 4:4
2
Vatongi 4:9
Dhibhora akati, “Zvakanaka hazvo, ndichaenda newe. Asi nokuda kwenzira yauri kuda kuita nayo izvi, kukudzwa hakungavi kwako, nokuti Jehovha achaisa Sisera muruoko rwomukadzi.” Saka Dhibhora akaenda naBharaki kuKadheshi
Explore Vatongi 4:9
Home
Bible
Plans
Videos