1
VaHebheru 2:18
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Nokuti iye amene akatambudzika paakaedzwa, anokwanisa kubatsira vanoedzwa.
Compare
Explore VaHebheru 2:18
2
VaHebheru 2:14
Sezvo vana vane ropa nenyama, naiyewo akagovana navo pakuva nyama kwavo, kuitira kuti rufu rwake ruparadze iye ane simba rorufu, iye dhiabhori
Explore VaHebheru 2:14
3
VaHebheru 2:1
Saka tinofanira kuteerera zvikuru, izvo zvatakanzwa, kuitira kuti tirege kutsauka.
Explore VaHebheru 2:1
4
VaHebheru 2:17
Nokuda kwemhaka iyi aifanira kuitwa sehama dzake munzira yose, kuitira kuti agova muprista mukuru ane tsitsi uye akatendeka muushumiri kuna Mwari, uye kuti ayananise vanhu nokuda kwezvivi zvavo.
Explore VaHebheru 2:17
5
VaHebheru 2:9
Asi tinoona Jesu, akaitwa muduku zvishoma kuvatumwa, zvino ashongedzwa korona yokubwinya nokukudzwa nokuti akatambudzika murufu, kuitira kuti nenyasha dzaMwari anzwe rufu nokuda kwavose.
Explore VaHebheru 2:9
Home
Bible
Plans
Videos