1
Genesisi 40:8
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Vakapindura vakati, “Tose tiri vaviri tarota hope, asi hakuna munhu angadzidudzira.” Ipapo Josefa akati kwavari, “Ko, kududzira hakuzi kwaMwari here? Ndiudzei kurota kwenyu.”
Compare
Explore Genesisi 40:8
2
Genesisi 40:23
Kunyange zvakadaro hazvo, mudiri mukuru haana kurangarira Josefa; akamukanganwa.
Explore Genesisi 40:23
Home
Bible
Plans
Videos