1
Ekisodho 25:8-9
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
“Ipapo uite kuti vaite nzvimbo yangu tsvene, uye ini ndichagara pakati pavo. Muite tabhenakeri iyi nemidziyo yayo yose nomufananidzo wandichakuratidza.
Compare
Explore Ekisodho 25:8-9
2
Ekisodho 25:2
“Taurira vaIsraeri kuti vandivigire chipiriso. Unofanira kugamuchira chipiriso changu kubva kumunhu upi noupi anosundwa nomwoyo wake kuti ape.
Explore Ekisodho 25:2
Home
Bible
Plans
Videos