1
Ekisodho 22:22-23
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
“Musaitira zvakaipa chirikadzi nenherera. Kana mukaita izvozvo uye ivo vakachema kwandiri, zvirokwazvo ndichanzwa kuchema kwavo.
Compare
Explore Ekisodho 22:22-23
2
Ekisodho 22:21
“Usabata mutorwa zvakaipa kana kumudzvinyirira, nokuti imi makanga muri vatorwa muIjipiti.
Explore Ekisodho 22:21
3
Ekisodho 22:18
“Usatendera muroyikadzi kuti ararame.
Explore Ekisodho 22:18
4
Ekisodho 22:25
“Kana mukakweretesa mari kuno mumwe wavanhu vangu vari pakati penyu vanoshaya, musaita somunhu webasa rokukweretesa; musamuripisa yava nemhindu.
Explore Ekisodho 22:25
Home
Bible
Plans
Videos