1
Ekisodho 14:14
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Jehovha achakurwirai; imi ingonyararai bedzi.”
Compare
Explore Ekisodho 14:14
2
Ekisodho 14:13
Mozisi akapindura vanhu akati, “Musatya. Mirai nesimba uye muchaona kusunungura kwaJehovha kwaachakuitirai nhasi. VaIjipita vamunoona nhasi hamuchazovaonizve.
Explore Ekisodho 14:13
3
Ekisodho 14:16
Simudza tsvimbo yako ugotambanudzira ruoko rwako pamusoro pegungwa kuti mvura iparadzane kuitira kuti vaIsraeri vapinde mugungwa napavhu rakaoma.
Explore Ekisodho 14:16
4
Ekisodho 14:31
Uye vaIsraeri pavakaona simba guru raJehovha richiratidzwa pamusoro pavaIjipita, vanhu vakatya Jehovha uye vakatenda kwaari naMozisi muranda wake.
Explore Ekisodho 14:31
Home
Bible
Plans
Videos