1
2 Samueri 5:4
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Dhavhidhi akanga ava namakore makumi matatu paakava mambo, uye akatonga kwamakore makumi mana.
Compare
Explore 2 Samueri 5:4
2
2 Samueri 5:19
Saka Dhavhidhi akabvunza Jehovha akati, “Ndoenda here kundorwisa vaFiristia? Ko, muchavaisa mumaoko angu here?” Jehovha akamupindura akati, “Enda, nokuti zvirokwazvo ndichaisa vaFiristia mumaoko ako.”
Explore 2 Samueri 5:19
Home
Bible
Plans
Videos