1
2 Makoronike 18:13
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Asi Mikaya akati, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu ndinogona kumutaurira chete zvinotaurwa naMwari wangu.”
Compare
Explore 2 Makoronike 18:13
2
2 Makoronike 18:22
“Saka zvino Jehovha aisa mweya wenhema mumiromo yavaprofita venyu ava. Jehovha akatema chirevo chokuparadzwa kwako.”
Explore 2 Makoronike 18:22
3
2 Makoronike 18:20
Pakupedzisira mumwe mweya wakauya, ukamira pamberi paJehovha ukati, ‘Ini ndichandomukwezva.’ “Jehovha akabvunza akati, ‘Nenzira ipi.’
Explore 2 Makoronike 18:20
4
2 Makoronike 18:19
Uye Jehovha akati, ‘Ndiani angakwezva Ahabhu mambo weIsraeri kuti andorwisa Ramoti Gireadhi kuti aende kurufu rwake ikoko?’ “Mumwe akataura izvi, mumwe izvo.
Explore 2 Makoronike 18:19
Home
Bible
Plans
Videos