1
1 Samueri 12:24
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Asi ityai Jehovha, mumushumire iye nokutendeka, nomwoyo wenyu wose; rangarirai zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.
Compare
Explore 1 Samueri 12:24
2
1 Samueri 12:22
Nokuda kwezita rake guru Jehovha haazorambi vanhu vake nokuti Jehovha akafadzwa kuti akuitei vake.
Explore 1 Samueri 12:22
3
1 Samueri 12:20
Samueri akapindura achiti, “Musatya. Makaita zvose zvakaipa izvi; asi musatsauka kubva kuna Jehovha, asi shumirai Jehovha nomwoyo wenyu wose.
Explore 1 Samueri 12:20
4
1 Samueri 12:21
Musatsaukira kuzvifananidzo zvisina maturo. Hazvina chakanaka chazvingakuitirai, kana kukununurai, nokuti hazvina maturo.
Explore 1 Samueri 12:21
Home
Bible
Plans
Videos