1
1 Makoronike 4:10
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Jabhezi akachema kuna Mwari waIsraeri achiti, “Haiwa, dai mandiropafadza mukakurisa nyika yangu! Ruoko rwenyu ngaruve neni, rundichengete kune zvinokuvadza kuitira kuti ndisarwadziwa.” Uye Mwari akamupa zvaakakumbira.
Compare
Explore 1 Makoronike 4:10
2
1 Makoronike 4:9
Jabhezi aikudzwa zvikuru kukunda vanunʼuna vake. Mai vake vakamutumidza kuti Jabhezi vachiti, “Ndakamubereka mukurwadziwa.”
Explore 1 Makoronike 4:9
Home
Bible
Plans
Videos