1
Nziyo 23:4
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Kunyange ndikafamba mumupata werima rakati kwirindindi handingatyi chakaipa nokuti imi muneni. Tsvimbo yenyu nomudonzvo wenyu zvinondinyaradza.
Compare
Explore Nziyo 23:4
2
Nziyo 23:1
TENZI ndiye mufudzi wangu hapana chandinoshaya
Explore Nziyo 23:1
3
Nziyo 23:6
Chokwadi kunaka kwenyu nomwoyochena wenyu zvicharamba zvineni upenyu hwangu hwose uye ndichagara mumba maTENZI nokusingaperi.
Explore Nziyo 23:6
4
Nziyo 23:2-3
anondirarisa mumafuro manyoro. Achinditungamirira kumvura inozorodza. Anondimutsiridza mwoyo achinditungamirira munzira dzoururami pamusana pezita rake.
Explore Nziyo 23:2-3
Home
Bible
Plans
Videos