1
Tsumo 22:6
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Dzidzisa mwana nzira yaanofanira kufamba nayo kunyange akura haasiane nayo.
Compare
Explore Tsumo 22:6
2
Tsumo 22:4
Mubayiro wokuzvirereka nowokutya Tenzi upfumi nokuremekedzwa noupenyu.
Explore Tsumo 22:4
3
Tsumo 22:1
Zviri nani kuva nezita rakanaka pane kuva noupfumi hwakawanda kuremekedzwa kuri nani pane sirivha kana ndarama.
Explore Tsumo 22:1
4
Tsumo 22:24
Usaite ushamwari nomunhu wehasha kana kufambidzana nemunhu wokutsamwa
Explore Tsumo 22:24
5
Tsumo 22:9
Munhu ane ruoko rwunopa akakomborerwa nokuti anogoverana chokudya chake navarombo.
Explore Tsumo 22:9
6
Tsumo 22:3
Wakachenjera anoona njonzi ovanda akapusa anoenderera mberi asi anowona mubayiro wake.
Explore Tsumo 22:3
7
Tsumo 22:7
Vapfumi ndivo vanotonga varombo, mukwereti muranda womukweretesi.
Explore Tsumo 22:7
8
Tsumo 22:2
Chavanofanana vapfumi navarombo chimwechete chokuti Tenzi ndiye musiki wavo vose.
Explore Tsumo 22:2
9
Tsumo 22:22-23
Usapambe murombo nokuti murombo, usambunyikidze vatamburi padare, nokuti Tenzi achavarwira, achatorera upenyu vanovapamba.
Explore Tsumo 22:22-23
Home
Bible
Plans
Videos