1
Tsumo 18:21
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Rufu noupenyu zviri mumaoko orurimi vanoita ushamwari narwo vanowana mubayiro warwo.
Compare
Explore Tsumo 18:21
2
Tsumo 18:10
Zita raTenzi inhare yakasimba mururami anomhanyira mariri anochengeteka.
Explore Tsumo 18:10
3
Tsumo 18:24
Dzimwe shamwari ndedzokuvaraidza chete asi imwe shamwari inokunda mukoma kana munun'una.
Explore Tsumo 18:24
4
Tsumo 18:22
Munhu anowana mukadzi anowana chinhu chakanaka chinotova chiratidzo chorudo rwaTenzi.
Explore Tsumo 18:22
5
Tsumo 18:13
Kupa mhinduro usina kunzwa mubvunzo wacho, hurema uye zvinonyadzisa.
Explore Tsumo 18:13
6
Tsumo 18:2
Benzi harinei nokunzwisisa charo kuda chete kutaura zvarinoda.
Explore Tsumo 18:2
7
Tsumo 18:12
Munhu asati aparadzwa anombozvikudza kuti munhu ukudzwe tanga wazvidukupisa.
Explore Tsumo 18:12
Home
Bible
Plans
Videos