Tsumo dzaSoromoni
mwanakomana waDhavhidhi
mambo weIsiraeri
dzokuti vanhu vazive ungwaru
nezvidzidzo
kuti vanzwisise mashoko ezvakadzama,
dzinoitawo kuti munhu adzidze
uchenjeri, ururami, noruenzaniso
nokuva pachokwadi.
Kuitirawo kuti vanhuwo zvavo
vapiwe uchenjeri
nevechidiki kufunga.