1
Mateu 7:7
Bhaibhiri Idzva rechiShona
“Kumbirai muchapiwa, tsvakai muchawana, gogodzai muchazarurirwa.
Compare
Explore Mateu 7:7
2
Mateu 7:8
Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa.
Explore Mateu 7:8
3
Mateu 7:24
“Naizvozvo munhu wose anonzwa mazwi angu aya achiita zvaanoreva, achave somunhu mungwaru akavakira imba yake paruware.
Explore Mateu 7:24
4
Mateu 7:12
Zvose zvamungade kuti vanhu vakuitirei, vaitireiwo saizvozvo nokuti uyu ndiwo mutemo navaporofita.
Explore Mateu 7:12
5
Mateu 7:14
Asi isuo rakamanikana uye nzira yacho yakaoma inoendesa kuupenyu, vanoiwana vacho vashoma.
Explore Mateu 7:14
6
Mateu 7:13
“Pindai napasuo rakamanikana nokuti suo rinotungamira kundoparadzwa rakapamhamha uye nzira yacho inyore, vanopinda napo vakawanda.
Explore Mateu 7:13
7
Mateu 7:11
Zvino kana imi vaipi, muchiziva kupa zvipo zvakanaka kuvana venyu, ko kutozoti Baba venyu vari kudenga, vanopa zvipo zvakanaka sei kuna avo vanovakumbira!
Explore Mateu 7:11
8
Mateu 7:1-2
“Musatonge vamwe, imiwo hamuzotongwi. Matongero amunoita vamwe ndiwo amuchatongwawo nawo. Mwero wamunoera nawo, ndiwo mwero wamuchaererwawo nawo.
Explore Mateu 7:1-2
9
Mateu 7:26
Munhu wose anonzwa mazwi angu aya, asingaachengeti, akaita somurume benzi akavakira imba yake pajecha.
Explore Mateu 7:26
10
Mateu 7:3-4
Unotarisireiko kabanzu kari muziso rehama yako asi usingaoni zidanda riri muziso mako kana kuti ungati sei kune hama yako rega ndikubvise kabanzu kari muziso rako, imo muziso rako muine zidanda.
Explore Mateu 7:3-4
11
Mateu 7:15-16
“Ngwarirai vaporofita venhema, vanouya kwamuri vakapfeka matehwe ehwai ivo mukati vari mhumhi dzinorura. Muchavaziva nemichero yavo; magirepisi angakohwiwa muminzwa here, kana maonde murukato here?
Explore Mateu 7:15-16
12
Mateu 7:17
Nezvo muti wose wakanaka unobereka muchero wakanaka; asi muti wakaipa unobereka muchero wakaipa.
Explore Mateu 7:17
13
Mateu 7:18
Muti wakanaka haungabereki muchero wakaipa; mutiwo wakaipa haungabereki muchero wakanaka.
Explore Mateu 7:18
14
Mateu 7:19
Muti wose usingabereki muchero wakanaka unotemwa uchikandwa mumoto.
Explore Mateu 7:19
Home
Bible
Plans
Videos