1
Muparidzi 8:15
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Saka ini ndinokurudzira kufara nokuti munhu haana chimwe chinhu pasi pedenga kusiya kudya nokunwa nokufara nokuti izvi ndizvo zvinobva mukushingaira kwake nebasa mumazuva ake oupenyu aakapiwa naMwari pasi pedenga.
Compare
Explore Muparidzi 8:15
2
Muparidzi 8:12
Mutadzi anogona zvake kuita zvakaipa kazana agove noupenyu urefu asi chandinoziva ndechokuti, “Vanotya Mwari ndovachanakirwa nezvinhu pamusana pokumutya kwavanoita.
Explore Muparidzi 8:12
3
Muparidzi 8:6
Nokuti chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho namaitirwo acho kunyange munhu achiremerwa nenhamo
Explore Muparidzi 8:6
4
Muparidzi 8:8
Hapana munhu anokwanisa kutonga mweya kana kuramba akauchengetedza. Hapanawo ane simba nezvezuva rokufa. Hondo haina wainosia uipi hauponesi mwene wahwo.
Explore Muparidzi 8:8
5
Muparidzi 8:11
Pamusana pokuti chirango chezvakaipa zvinenge zvaitwa hachisi kupiwa nokukurumidza, vanhu vanobva varamba mwoyo yavo yavakudisisa kuita zvakaipa.
Explore Muparidzi 8:11
6
Muparidzi 8:14
Pane zvimwe zvisinganzwisisiki zvinoitika panyika zvokuti kune varurami vanowirwa nezvinowira vakaipa kwouyawo vaipi vanowana mubayiro unowanikwa navakarurama. Ndakati izviwo hazvinzwisisiki.
Explore Muparidzi 8:14
7
Muparidzi 8:7
nokuti hapana anoziva zvichaitika uye ndiani angamutaurire kuti zvichaitika sei.
Explore Muparidzi 8:7
Home
Bible
Plans
Videos