1
Muparidzi 10:10
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Kana demo rakagomara pamusana pokuti harina kurodzwa, kurishandisa unofanira kutoita nesimba rakawanda. Pakadai ungwaru ndihwo hunoita kuti munhu abudirire.
Compare
Explore Muparidzi 10:10
2
Muparidzi 10:4
Kana mutongi wako akakuvirukira nehasha, usabve pabasa rako nokuti kuzvibata kwako kunoita kuti mhosva huru iregererwe.
Explore Muparidzi 10:4
3
Muparidzi 10:1
Nhunzi dzakafa dzinogona kunhuwisa mafuta anonhuhwira, saizvozvo utununu hunogona kukanganisa ungwaru nokuremekedzwa.
Explore Muparidzi 10:1
4
Muparidzi 10:12
Mazwi emungwaru anoita kuti adiwe navanhu asi muromo webenzi unoriparadzisa.
Explore Muparidzi 10:12
5
Muparidzi 10:8
Munhu anochera hunza achiwira mairi, anoputsa madziro anorumwa nenyoka.
Explore Muparidzi 10:8
Home
Bible
Plans
Videos