1
Kutsinhira Mutemo 17:19
Bhaibhiri Idzva rechiShona
agare naro, ariverenge mazuva ose oupenyu hwake. Ndizvo zvinozoita kuti adzidze kutya Tenzi Mwari wake, achengete zvinorehwa nomutemo uyu nemirao iyi azviite.
Compare
Explore Kutsinhira Mutemo 17:19
2
Kutsinhira Mutemo 17:17
Ngaarege kuva navakadzi vazhinji nokuti vangazomurasisa. Ngaarege kuita matutu matutu emari yesirivha kana ndarama.
Explore Kutsinhira Mutemo 17:17
3
Kutsinhira Mutemo 17:18
Paanenge agadzwa umambo munyika yake, ngaazvinyorere bhuku romutemo kubva mubhuku rawo rinochengetwa navapristi vechiRevhi
Explore Kutsinhira Mutemo 17:18
Home
Bible
Plans
Videos