1
1 Vatesaronika 1:2-3
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Tinotenda Mwari nguva dzose pamusana penyu mose. Tinogara takakudomai muminamato yedu tichiyeuka pana Mwari naBaba vedu basa renyu rechitenderano, nebasa renyu rorudo uye kutirira kwenyu muchitarisiro chamuinacho muna Tenzi wedu Jesu Kristu.
Compare
Explore 1 Vatesaronika 1:2-3
2
1 Vatesaronika 1:6
Imi makatitevedzera mukatevedzerawo Tenzi nokuti makagamuchira shoko irori muri munhamo huru asi makarigamuchira norufaro muchifemerwa naMweya Mutsvene
Explore 1 Vatesaronika 1:6
Home
Bible
Plans
Videos