1
1 Samueri 12:24
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Chenyu imi, kutya Tenzi, mumunamate nomwoyo wose, makatendeka nokuti munofanira kuyeuka zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.
Compare
Explore 1 Samueri 12:24
2
1 Samueri 12:22
Chandinodariro ndechichi chokuti Tenzi haamborasa vanhu vake pamusana pezita rake guru nokuti chido chake zvake Tenzi kuti akuitei vanhu vake pachake.
Explore 1 Samueri 12:22
3
1 Samueri 12:20
Samueri akati kuvanhu, “Chiregai kunge muchatya. Kutadza kwose uku makatotadza kare. Asi chavapo ndechichi, chiregai kunge muchatsaukana naTenzi. Chinamatai Tenzi nomwoyo wenyu wose
Explore 1 Samueri 12:20
4
1 Samueri 12:21
murege kutsauka nokuti kudaro kutevera zvifananidzo zvisina maturo, zvisingabatsire, zvisinganunure nokuti hazvina kana chazvinazvo mazviri.
Explore 1 Samueri 12:21
Home
Bible
Plans
Videos