1
Nziyo 144:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Ngaarumbidzwe TENZI dombo rangu, anodzidzisa maoko angu hondo uye minwe yangu kurwisa.
Compare
Explore Nziyo 144:1
2
Nziyo 144:15
Rwakakomborerwa rudzi rwakadaro, rwakakomborerwa rudzi runa TENZI samwari warwo.
Explore Nziyo 144:15
3
Nziyo 144:2
Ndiye dombo rangu nenzvimbo yangu yokuzvidzivirira nayo muhondo, ndiye nhare yangu nomununuri wangu. Ndiyewo nhoo yangu nediziro rangu iye anoisa vanhu pasi pangu.
Explore Nziyo 144:2
4
Nziyo 144:3
Nhai TENZI iye munhu chiikowo zvake wamunorangarira iye munhuwo zvake wamunofunga.
Explore Nziyo 144:3
Home
Bible
Plans
Videos