1
Nziyo 141:3
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Batai muromo wangu TENZI; chengetedzai musuwo womuromo wangu.
Compare
Explore Nziyo 141:3
2
Nziyo 141:4
Regai kurerekesa mwoyo wangu kune chinhu chakaipa kuti ndiite zvinhu zvakaipa, pamwechete navanhu vanoita zvakaipa regai kuti ndidye twunonaka twavo.
Explore Nziyo 141:4
3
Nziyo 141:1-2
Ndinodanidzira kwamuri TENZI kurumidzai kuuya kwandiri. Teererai izwi rangu pandinodanidzira kwamuri. Munamato wangu ngauite serusenzi kwamuri uye kusimudza kwandinoita maoko kuite sechibayiro chamanheru.
Explore Nziyo 141:1-2
Home
Bible
Plans
Videos