1
Tsumo 17:17
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Shamwari ishamwari nguva dzose asi womumba ndowokutakura naye nhamo.
Compare
Explore Tsumo 17:17
2
Tsumo 17:22
Kuva nomwoyo wakafaranuka mushonga wakanaka kusuruvara mwoyo kunoonza munhu.
Explore Tsumo 17:22
3
Tsumo 17:9
Munhu anoregerera anotsvaka rudo asi anoramba odzokorora nyaya anoputsa ukama.
Explore Tsumo 17:9
4
Tsumo 17:27
Munhu anozvidzora pakutaura anoruzivo munhu akanyarara munhu anonzwisisa.
Explore Tsumo 17:27
5
Tsumo 17:28
Kunyange benzi rinonyarara rinoonekwa somungwaru. Kana akaramba akati zvake muromo bo vanhu vanofunga kuti anonzwisisa.
Explore Tsumo 17:28
6
Tsumo 17:1
Zviri nani kuva nechipapata norunyararo pano mumba muzere nokudyiririra asi muine gakava.
Explore Tsumo 17:1
7
Tsumo 17:14
Kutangisa kwegakava kwakaita sokudziura mvura saka ibva gakava risati ramuka.
Explore Tsumo 17:14
8
Tsumo 17:15
Munhu anopembedza munhu akaipa nomunhu anopa mhosva munhu asina mhosva vose vari vaviri vanosemesa pana Tenzi.
Explore Tsumo 17:15
Home
Bible
Plans
Videos