1
2 Vakorinde 9:8
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Mwari anogona kukupai makomborero ose akawanda kwazvo kuti nguva dzose muve nezvinokwana muchikwanisawo kuwana zvinhu zvinodiwa pamabasa ose akanaka.
Compare
Explore 2 Vakorinde 9:8
2
2 Vakorinde 9:7
Mumwe nomumwe anofanira kuita sokuzvisarudzira kwaakaita mumwoyo make, kwete seasingadi kana seanomanikidzwa, nokuti Mwari anoda munhu anopa achifara.
Explore 2 Vakorinde 9:7
3
2 Vakorinde 9:6
Chiripo ndechokuti munhu anodyara zvishoma achakohwawo zvishoma; anodyarawo zvakawanda achakohwawo zvakawanda.
Explore 2 Vakorinde 9:6
4
2 Vakorinde 9:10-11
Iye Mwari anopa mbeu kumudyari nechingwa chokudya ndiye achakupa mbeu dzose dzaunoda uye achaitawo kuti dzikure dzibereke zvokukohwa zvakawanda zvichibva muururami hwako. Muchapfuma muna zvose kuti mukwanise kuita mabasa makuru omwoyochena anoita kuti Mwari atendwe pamusana pezvatinenge taita.
Explore 2 Vakorinde 9:10-11
5
2 Vakorinde 9:15
Mwari ngaatendwe pamusana pechipo chake chisingatauriki.
Explore 2 Vakorinde 9:15
Home
Bible
Plans
Videos