1
Mapisarema 25:5
Shona Bible 1949, revised 2002
Ndiperekedzei muzvokwadi yenyu, mundidzidzise; Nokuti ndimi Mwari muponesi wangu; Ndinokutarirai zuva rose.
Compare
Explore Mapisarema 25:5
2
Mapisarema 25:4
Ndiratidzei nzira dzenyu, Jehovha; Ndidzidzisei nzira dzenyu.
Explore Mapisarema 25:4
3
Mapisarema 25:14
Zvakavanzwa zvaJehovha ndezvavanomutya; Achavaratidza sungano yake.
Explore Mapisarema 25:14
4
Mapisarema 25:7
Regai kurangarira zvivi zvohuduku hwangu, nokudarika kwangu; Mundirangarire nounyoro hwenyu, Nokuda kwokunaka kwenyu, Jehovha.
Explore Mapisarema 25:7
5
Mapisarema 25:3
Zvirokwazvo, hapana munhu anokumirirai anganyadziswa; Vachanyadziswa ndivo vanonyengera pasina chinhu.
Explore Mapisarema 25:3
Home
Bible
Plans
Videos