1
Mapisarema 13:5
Shona Bible 1949, revised 2002
Asi ndakavimba nenyasha dzenyu; Mwoyo wangu uchafara nokuponesa kwenyu
Compare
Explore Mapisarema 13:5
2
Mapisarema 13:6
Ndichaimbira Jehovha, Nokuti akandiitira zvakanaka.
Explore Mapisarema 13:6
3
Mapisarema 13:1
Jehovha muchandikanganwa nokusingaperi kusvikira rini? Muchandivanzira chiso chenyu kusvikira riniko?
Explore Mapisarema 13:1
4
Mapisarema 13:2
Ndichafunga mano mumweya mangu kusvikira rini, Ndine shungu pamwoyo pangu zuva rimwe nerimwe? Muvengi wangu achandikurira kusvikira rini?
Explore Mapisarema 13:2
Home
Bible
Plans
Videos