1
Zvirevo 29:25
Shona Bible 1949, revised 2002
Kutya munhu kunouyisa musungo; Asi ani naani anovimba naJehovha, achachengetwa.
Compare
Explore Zvirevo 29:25
2
Zvirevo 29:18
Kana Jehovha asingazviratidzi, vanhu vanoramba kudzorwa; Asi anochengeta murayiro, anomufaro.
Explore Zvirevo 29:18
3
Zvirevo 29:11
Benzi rinobudisa hasha dzaro dzose; Asi munhu akachenjera anodzidzora nokudzinyaradza.
Explore Zvirevo 29:11
4
Zvirevo 29:15
Shamhu nokuraira zvinouyisa huchenjeri; Asi mwana wangoregwa hake anonyadzisa mai vake.
Explore Zvirevo 29:15
5
Zvirevo 29:17
Rairira mwanakomana wako, agokuzorodza; Zvirokwazvo achafadza mweya wako.
Explore Zvirevo 29:17
6
Zvirevo 29:23
Kuzvikudza kwomunhu kuchamudukupisa; Asi ano mweya anozvininipisa, achakudzwa.
Explore Zvirevo 29:23
7
Zvirevo 29:22
Munhu wakatsamwa anomutsa kukakavara; Munhu ane hasha anokudarika kuzhinji.
Explore Zvirevo 29:22
8
Zvirevo 29:20
Unoona munhu unokurumidza kutsamwa? Benzi riri nani kuna iye.
Explore Zvirevo 29:20
Home
Bible
Plans
Videos