1
Zvirevo 25:28
Shona Bible 1949, revised 2002
Munhu asingadzori mweya wake, Akafanana neguta rakaputswa, risina rusvingo.
Compare
Explore Zvirevo 25:28
2
Zvirevo 25:21-22
Kana muvengi wako ane nzara, umupe zvokudya adye; Kana ane nyota, umupe mvura anwe. Nokuti uchatutira mazimbe omoto pamusoro wake, Uye Jehovha achakuripira.
Explore Zvirevo 25:21-22
Home
Bible
Plans
Videos